Mapisarema 75:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Tinokuvongai, imi Mwari, tinokuvongai, nokuti Zita renyu riri pedyo; vanhu vanotaura nezvamabasa enyu anoshamisa.

2. Imi munoti, “Ndinosarudza nguva yakatarwa; ndini ndinotonga zvakarurama.

3. Panozununguka nyika yose navanhu vayo, ini ndini ndinobata mbiru dzayo zvakasimba. Sera

4. Kuna vanozvikudza ndinoti, ‘Regai kuzvikudzazve,’ uye kuna vakaipa, ndinoti, ‘Regai kusimudza nyanga dzenyu.

Mapisarema 75