Mapisarema 74:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hatichaoni zviratidzo zvinoshamisa; hakuna muprofita akasara, pakati pedu hapana munhu anoziva kuti zvicharamba zvakadaro kusvikira rini.

Mapisarema 74

Mapisarema 74:6-18