Mapisarema 71:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakazendamira pamuri kubva pakuberekwa kwangu; ndimi makandibudisa mudumbu ramai vangu. Ndicharamba ndichikurumbidzai.

Mapisarema 71

Mapisarema 71:4-9