Mapisarema 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa, Mwari akarurama, iyemi munonzvera ndangariro nomwoyo, gumisai kuita nesimba kwavakaipa mugoita kuti vakarurama vagare zvakanaka.

Mapisarema 7

Mapisarema 7:7-14