Mapisarema 69:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaya vane tariro mamuri ngavarege kunyadziswa nokuda kwangu, haiwa Ishe, Jehovha Wamasimba Ose; vanokutsvakai ngavarege kunyadziswa nokuda kwangu, haiwa Mwari waIsraeri.

Mapisarema 69

Mapisarema 69:4-14