Mapisarema 69:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanondivenga ndisina mhosva vakawanda kupfuura bvudzi romusoro wangu; vanondivenga ndisina mhosva vazhinji, avo vanotsvaka kundiparadza. Ndinomanikidzwa kudzosera zvandisina kuba.

Mapisarema 69

Mapisarema 69:1-6