Mapisarema 69:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kusekwa kwaputsa mwoyo wangu, uye kwandisiya ndisisina chingandibatsira; Ndakatsvaka vangandinzwira ngoni, asi ndakavashaya, vangandinyaradza, asi ndakavashayazve.

Mapisarema 69

Mapisarema 69:12-28