Mapisarema 69:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musatendera mvura yamafashamu kuti indifukidze, kana kwakadzika kuti kundimedze kana kuti gomba rizarure muromo waro pamusoro pangu.

Mapisarema 69

Mapisarema 69:5-21