Mapisarema 68:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo Mwari achapwanya misoro yavavengi vake, panhongonya dzine vhudzi dzaavo vanorambira muzvivi zvavo.

Mapisarema 68

Mapisarema 68:20-23