Mapisarema 68:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamakakwira kumusoro, makatungamirira vatapwa mumudungwe wenyu; mukagamuchira zvipo zvaibva kuvanhu, kunyange zvaibva kuna vakapanduka, kuti imi, iyemi Jehovha Mwari, mugarepo.

Mapisarema 68

Mapisarema 68:10-24