Mapisarema 65:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mune hanya nenyika uye munoidiridza; munoipfumisa kwazvo. Hova dzaMwari dzizere nemvura kuti dzivigire vanhu zviyo, nokuti saizvozvo ndimi makazvirayira.

Mapisarema 65

Mapisarema 65:7-10