Mapisarema 65:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

iyemi makanyaradza kutinhira kwamakungwa, iko kutinhira kwamafungu aro, nokupopota kwendudzi.

Mapisarema 65

Mapisarema 65:1-9