Mapisarema 62:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vasina maturo vanongova mweya zvawo, asi vanokudzwa inhema bedzi; kana vakayerwa havaremi, havazi chinhu; vose pamwe chete vanongova mweya.

Mapisarema 62

Mapisarema 62:5-12