Mapisarema 62:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanofunga kwazvo zvokumuwisira pasi kubva panzvimbo yake yakakwirira; vanofarira nhema. Vanoropafadza nemiromo yavo, Asi vachituka mumwoyo yavo. Sera

Mapisarema 62

Mapisarema 62:1-9