Mapisarema 62:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chinhu chimwe chakataurwa naMwari, zvinhu zviviri zvandakanzwa: Kuti imi, iyemi Mwari, mune simba,

Mapisarema 62

Mapisarema 62:10-12