Mapisarema 61:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kumigumo yenyika, ndinodanidzira kwamuri, ndinodana sezvo mwoyo wangu woziya; nditungamirirei kudombo rakareba kundipfuura.

Mapisarema 61

Mapisarema 61:1-8