Mapisarema 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinzwirei ngoni, Jehovha, nokuti ndava kuziya; haiwa Jehovha, ndiporesei, nokuti mapfupa angu ava kurwadza.

Mapisarema 6

Mapisarema 6:1-6