Mapisarema 59:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai kundivandira kwavakaita! Vanhu vanotyisa vanondirangana pasina mhosva yandapara kana chivi, nhai Jehovha.

Mapisarema 59

Mapisarema 59:1-12