Mapisarema 58:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hari dzenyu dzisati dzanzwa kupisa kweminzwa pamoto, ingava minyoro kana yakaoma, vakaipa vachakukurwa.

Mapisarema 58

Mapisarema 58:1-11