Mapisarema 57:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwoyo wangu wakasimba, imi Mwari, mwoyo wangu wakasimba; ndichaimba uye ndichaimba rwiyo.

Mapisarema 57

Mapisarema 57:3-8