Mapisarema 57:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anotuma kubva kudenga agondiponesa, achituka vaya vanondidzingirira nehasha; Sera Mwari anotumira rudo rwake nokutendeka kwake.

Mapisarema 57

Mapisarema 57:2-6