Mapisarema 57:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinzwirei ngoni, imi Mwari, ndinzwirei ngoni, nokuti mweya wangu unovanda mamuri. Ndichavanda mumumvuri wamapapiro enyu, kusvikira njodzi yapfuura.

Mapisarema 57

Mapisarema 57:1-10