Mapisarema 55:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pandinonzwa inzwi romuvengi wangu, pandinodzvokorwa navakaipa; nokuti vanodururira matambudziko pamusoro pangu, uye vanondituka mukutsamwa kwavo.

Mapisarema 55

Mapisarema 55:1-9