Mapisarema 53:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Benzi rinoti mumwoyo maro, “Mwari hakuna.” Vakaora, uye nzira dzavo dzakaipa; hakuna anoita zvakanaka.

Mapisarema 53

Mapisarema 53:1-3