Mapisarema 50:22-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. “Fungai izvi, imi vanokanganwa Mwari, kuti ndirege kukubvambura-bvamburai mukashaya angakununurai:

23. Munhu anobayira chibayiro chokuvonga ndiye anondikudza, uye anogadzira nzira kuitira kuti ndimuratidze ruponeso rwaMwari.”

Mapisarema 50