Mapisarema 50:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvinhu izvi wakazviita ini ndikaramba ndinyerere; wakafunga kuti ndakafanana newe. Asi ndichakutsiura uye ndichaisa mhosva iyi pamberi pako.

Mapisarema 50

Mapisarema 50:12-23