Mapisarema 50:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kuna vakaipa, Mwari anoti, “Ko, une mvumo ipiko iwe yokuti ududzire mutemo wangu, kana kuisa sungano yangu pamiromo yako?

Mapisarema 50

Mapisarema 50:7-23