Mapisarema 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani, munonzwa inzwi rangu, imi Jehovha; mangwanani ndinoisa zvikumbiro zvangu pamberi penyu uye ndichimirira netariro.

Mapisarema 5

Mapisarema 5:1-12