Mapisarema 49:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vose vanogona kuona kuti vanhu vakachenjera vanofa; mapenzi navasina pfungwa zvimwe chetezvo vanofa, uye vanosiyira vamwe pfuma yavo.

Mapisarema 49

Mapisarema 49:2-13