Mapisarema 49:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Inzwai izvi, imi vanhu mose; teererai imi mose mugere panyika,

2. vapasi navapamusoro, vapfumi navarombo pamwe chete.

3. Muromo wangu uchataura nouchenjeri; kutaura kunobva pamwoyo wangu kuchapa kunzwisisa.

Mapisarema 49