Mapisarema 44:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havana kuzviwanira nyika nomunondo wavo, uye ruoko rwavo haruna kuvakundisa; rwakanga rwuri ruoko rwenyu rworudyi, irwo ruoko rwenyu, nokupenya kwechiso chenyu, nokuti imi makavada.

Mapisarema 44

Mapisarema 44:1-6