Mapisarema 44:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvose izvi zvakaitika kwatiri kunyange takanga tisina kukukanganwai, kana kuva vasina kutendeka kusungano yenyu.

Mapisarema 44

Mapisarema 44:13-25