Mapisarema 42:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Senondo inotakwairira hova dzemvura, saizvozvo mweya wangu unokutakwairirai, imi Mwari.

Mapisarema 42

Mapisarema 42:1-6