Mapisarema 41:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mumwe achiuya kuzondiona, anotaura zvenhema, mwoyo uchiunganidza makuhwa; ipapo anobuda ondozviparadzira kumwe.

Mapisarema 41

Mapisarema 41:1-7