Mapisarema 40:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akandibudisa mugomba rakadzika, kunze kwamatope netsvina; akamisa tsoka dzangu padombo akandipa nzvimbo yakasimba kuti ndimirepo.

Mapisarema 40

Mapisarema 40:1-12