Mapisarema 40:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handivanzi kururama kwenyu mumwoyo mangu; ndinotaura nezvokutendeka kwenyu noruponeso rwenyu. Handivanzi rudo rwenyu nechokwadi chenyu paungano huru.

Mapisarema 40

Mapisarema 40:7-17