Mapisarema 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhai imi vanhu, muchashandura kukudzwa kwangu kukava chinyadziso kusvikira riniko? Muchada kutsauswa nokutsvaka vamwari venhema kusvikira riniko? Sera

Mapisarema 4

Mapisarema 4:1-6