Mapisarema 39:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munorayira uye munoranga vanhu nokuda kwezvivi zvavo, munoparadza pfuma yavo sechipfukuto, munhu mumwe nomumwe mweya zvawo. Sera

Mapisarema 39

Mapisarema 39:5-13