Mapisarema 38:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Haiwa Jehovha, regai kundisiya; regai kuva kure neni, imi Mwari wangu. Haiwa Ishe Muponesi wangu