Mapisarema 37:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyarara pamberi paJehovha, umurindire unyerere; usava neshungu kana vanhu vachibudirira panzira dzavo, pavanoita mano avo akaipa avakaronga.

Mapisarema 37

Mapisarema 37:1-10