Mapisarema 37:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakanga ndiri muduku uye zvino ndakwegura, asi handina kumboona vakarurama vachisiyiwa, kana vana vavo vachipemha chingwa.

Mapisarema 37

Mapisarema 37:16-29