Mapisarema 37:20-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Asi vakaipa vachaparara: vavengi vaJehovha vachafanana norunako rweminda, vachanyangarika soutsi.

21. Vakaipa vanokwereta uye havadzori, asi vakarurama vanopa zvakawanda;

22. avo vanoropafadzwa naJehovha vachagara nhaka yenyika, asi avo vanotuka vachaparadzwa.

Mapisarema 37