Mapisarema 37:17-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. nokuti simba ravakaipa richavhuniwa, asi Jehovha anotsigira vakarurama.

18. Mazuva avakarurama anozivikanwa naJehovha, uye nhaka yavo ichagara nokusingaperi.

19. Panguva yenjodzi, havanganyadziswi; mumazuva enzara ivo vachava nezvakawanda.

Mapisarema 37