Mapisarema 37:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Usava neshungu nokuda kwavanhu vakaipa, uye usaitira godo avo vanoita zvakaipa; nokuti souswa vachaoma