Mapisarema 36:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kururama kwenyu kwakaita segomo guru guru, kururamisira kwenyu sepakadzika dzika. Haiwa Jehovha, imi munochengetedza zvose munhu nemhuka.

Mapisarema 36

Mapisarema 36:1-12