Mapisarema 35:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanotsvaka kundiuraya ngavazvidzwe uye vanyadziswe; vanorangana kuparadzwa kwangu ngavadzoserwe shure vachitya.

Mapisarema 35

Mapisarema 35:1-5