Mapisarema 35:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vanofarira kururamisirwa kwangu ngavapembere nomufaro nokufarisisa; ngavarambe vachiti, “Jehovha ngaakudzwe, iye anofarira kugara zvakanaka kwavaranda vake.”

Mapisarema 35

Mapisarema 35:18-28