Mapisarema 35:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ngavarege kufara pamusoro pangu avo vanondivenga ndisina mhosva; vanondivenga ndisina mhosva ngavarege kuchonyerana meso avo mukundivenga.

Mapisarema 35

Mapisarema 35:18-28