Mapisarema 35:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvandiri zvose zvichadanidzira zvichiti: “Ndianiko akaita semi, Jehovha? Munonunura varombo kubva kuna avo vane simba kupinda ravo.”

Mapisarema 35

Mapisarema 35:1-19