Mapisarema 35:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Haiwa Jehovha, kakavadzanai navanokakavadzana neni; rwisai avo vanondirwisa.

2. Torai nhoo huru neduku; simukai, uye uyai mundibatsire.

3. Vheyesai pfumo guru nepfumo diki murwise avo vanonditevera. Muti kumweya wangu, “Ndini ruponeso rwako.”

Mapisarema 35